chidzidzo 4 cha chikunguru 27, 2019mapisarema 101 vatungamiri venyika vane chekuita here nekutonga...

9
Chidzidzo 4 cha Chikunguru 27, 2019

Upload: others

Post on 26-Mar-2020

0 views

Category:

Documents


0 download

TRANSCRIPT

Page 1: Chidzidzo 4 cha Chikunguru 27, 2019Mapisarema 101 Vatungamiri venyika vane chekuita here nekutonga kusakarurama kurimo? Dhavhidha akanzwisisa matuso ekutonga kusakarurama kana kutonga

Chidzidzo 4 cha Chikunguru 27, 2019

Page 2: Chidzidzo 4 cha Chikunguru 27, 2019Mapisarema 101 Vatungamiri venyika vane chekuita here nekutonga kusakarurama kurimo? Dhavhidha akanzwisisa matuso ekutonga kusakarurama kana kutonga

Mapisarema 9. Tariro mukutongwa

Mapisarema 82. Kutonga kwakarurama

Mapisarema 101. Vatungamiri vakarurama

Mapisarema 146. Mwari ane tsitsi

Zvirevo. Tsitsi nekururamisira

Mapisarema na Zvirevo magwaro maviri akanyatsoitirwa pazvinetso pamusoropekurarama wakatendeka paunenge uri pakati pezviitiko zvemuupenyu ne miedzo.

Ese magwaro ari maviri anopa njere dzawo pane pfungwa dza Mwari pamusoropemagarisaniro evanhu uye hanya Dzake dzakakosha pamusoro pevarombonevanotsikirirwa pakushandiswa.

Kuchema kwaMapisarema uye njere dzaZvirevo zvinoratidza kuti Mwari anoonauye anopindira kuti achengetedze avovanoshairwa hanya nevamwe kana vanotsikirirwa pakushandiswa.

Kana zvirizvo zviri Mwari pamusoropazvo,tinofanirwa kuvawo.

Page 3: Chidzidzo 4 cha Chikunguru 27, 2019Mapisarema 101 Vatungamiri venyika vane chekuita here nekutonga kusakarurama kurimo? Dhavhidha akanzwisisa matuso ekutonga kusakarurama kana kutonga

Mapisarema 9

Kutonga kusakarurama mupasi rino rechitemakunokonzera kutambura. Zvinogonawo kupedzisirakuupenyu hweurombo ne kuiswa kunze.

Mwari i "nhare yakasimba panguvayekutambudzika" (Mapisarema 9:9) kune varombonevari kutambura.

Pamusoro pazvo, tine tariro kuti Mwari uchatongazvakarurama: "Ucatoŋga nyika nokururama, Ucatoŋga ʋanhu ɀakafanira." (Mapisarema 9:8).

Avo vasiri kutongwa zvakarurama mupasi rino vane vimbo yekuti kutonga kwakarurama kuchavuya.

Panguva iyo, uyo chete Mutongi oga anotongazvakarurama achapa munhu wese mubayiro kana murango wake.

Page 4: Chidzidzo 4 cha Chikunguru 27, 2019Mapisarema 101 Vatungamiri venyika vane chekuita here nekutonga kusakarurama kurimo? Dhavhidha akanzwisisa matuso ekutonga kusakarurama kana kutonga

Mapisarema 82

Mwari akaita mirairo yakarurama yairangakutsikirira vamwe nekusaenzaniswakwevanhu.

Ndiye Mutongi mukuru, uye akapa masimbaake ekutonga kuvanhu vanofanirwa kutongavachitevera mutemo wake wakarurama. Akavadana “vamwari” (v. 1, 6).

Kana vakasa “sunungura varombonevashaiwi … kubva muruwokorwowakaipa" (v. 4), havasi kutongazvakarurama. Zvinozokonzera kuti pave nekugarisana kusina kururama, uye Mwariachada tsanangudzo (v. 7).

Tinogona kutambura nekuda kwekutongakwakanganiswa, asi tinogona kuisa nyaya iyizvekare kuti Mutongi ari pamusoropevatongi vose aongorore uye atongezvekare (v. 8).

Page 5: Chidzidzo 4 cha Chikunguru 27, 2019Mapisarema 101 Vatungamiri venyika vane chekuita here nekutonga kusakarurama kurimo? Dhavhidha akanzwisisa matuso ekutonga kusakarurama kana kutonga

Mapisarema 101

Vatungamiri venyika vane chekuitahere nekutonga kusakaruramakurimo?

Dhavhidha akanzwisisa matusoekutonga kusakarurama kana kutongapasina zvinotsigira kwevatongivenyika (Sauro nevatungamiri vake).

Apo akangogadzwa,akazvikomberedza nevanhuvakarurama,akarasa vanozvikudza uye avo vanoitiravokwavo makuhwa,vanonyengera,vanoreva nhemakana vanoita chero zvipi zvakaipa (v. 5, 7, 8).

Kururama netsitsi zvakakoshera vatungamiri vakanaka: "Handiŋgaʋaʋariri cinhu cakaipa." (v. 3)

Page 6: Chidzidzo 4 cha Chikunguru 27, 2019Mapisarema 101 Vatungamiri venyika vane chekuita here nekutonga kusakarurama kurimo? Dhavhidha akanzwisisa matuso ekutonga kusakarurama kana kutonga

Mapisarema 146

Mapisarema 146:6-9 inotikurudzira kuti tirumbidze MwariMusiki wedu, uye tivimbe naye nekuti…

Akatendekanokusingaperi

Anomiririrazvinodiwa

nevakadzvinyirirwa

Anopazvekudya

vane nzara

Anosunungura vasungwa

Anosvinudzamapofu

Anosimudzaavo

vakakotamiswa pasi

Anodavakarurama

Anorindavatorwa

Anoriritiranherera

nechirikadzi

Anokonesanzira

dzevakaipa

Nzira yakanakisisa iyo tinogona kunamata Mwari nayo kuita semaitiro ake, nepatinogonesesa napo.

Page 7: Chidzidzo 4 cha Chikunguru 27, 2019Mapisarema 101 Vatungamiri venyika vane chekuita here nekutonga kusakarurama kurimo? Dhavhidha akanzwisisa matuso ekutonga kusakarurama kana kutonga

“Zvinhu zvese zvakasikwa

zvinoratidza kutenda kwazvo

kuMubati Mukuru nekuita nepese

pazvinokwanisa kunakisa nyika uye

kumiririra kururama kwa

Mwari,nekudaro vanhu vanofanirwa

kushingaira kuti vamiririre

kuperera kwa Mwari,

vachimubvumira kuti ashande

kubudikidza mavari donzo rake

rekururamisira,tsitsi uye kunaka.”

E.G.W. (Child Guidance, cp. 7, p. 54)

Page 8: Chidzidzo 4 cha Chikunguru 27, 2019Mapisarema 101 Vatungamiri venyika vane chekuita here nekutonga kusakarurama kurimo? Dhavhidha akanzwisisa matuso ekutonga kusakarurama kana kutonga

Proverbs

• Usaite usimbe,ukadaro uchava murombo10:4

• Bata nemazvo zvaunazvo nemazvo,nyangwepo zviri zvishoma13:23

• Iva chapupu chezvokwadi. Iva wakatendeka14:5, 25

• Usatsikirira varombo,vaitire tsitsi14:31

• Fara nezva uinazvo15:15-16

• Usazviwanira nenzira isakarurama16:8

• Shandisa zviyero zvakarurama nguva dzose16:11-13

• Usapembedza ane mhosva.Usapomera asina mhaka17:15

• Ukapa varombo,urikupa kuna Jehovha19:17

• Usatorera varombo,usamanikidza vanoshayiwa.Mwariuchavarwira pamhaka yavo22:22-23

28:14-16

• Usasiya Mwari, zvisina basa kuti uri mupfumi kana murombozvakadini30:7-9

Mashoko ehungwaru kubva muna Zvirevo pakurarama kwedu kwe zuva ne zuva:

Page 9: Chidzidzo 4 cha Chikunguru 27, 2019Mapisarema 101 Vatungamiri venyika vane chekuita here nekutonga kusakarurama kurimo? Dhavhidha akanzwisisa matuso ekutonga kusakarurama kana kutonga

“Chero chipi chekururamisira,tsitsi uye

kusungunura chinoitisa kuimba kudenga.Baba vari

pachigaro chavo vanoona avo vanoita mabasa aya

emutsa,uye vanovaverenga pamwe nepfuma yavo

yakakosha. 'Vachava vangu,” ndizvo zvinotaura

Jehovha Wamasimba Ose, “pazuva

randichaunganidza pfuma yangu inokosha.' Basa

rese remutsa kune

vanoshaiwa,vanotambura,rinotorwa sekunge

raitirwa Jesu.Apo munosimbisa varombo panguva

yavo yekumanikidzwa,mukanzwira

varikutambura nevakatsikirirwa uye mukava

shamwari kunherera,munosimbisa hukama

hwenyu na Jesu.”

E.G.W. (Testimonies for the Church, vol. 2, cp. 2, p. 25)