kutenda kwema shia munanamai vevatendi...kutenda kwema shia muna amai veva-tendi aishah na hafsah...

2
AHLAN : www.ahlan-group.com www.facebook.com/Ahlan.Explore Chechisere: Kutaura zviri pachena kwakaitwa nemudzidzi kubva kuvadzidzi vakuru vechi Shia kuti vanamai vevatendi Aishah na Hafsah vakange vari vanyengeri vaivigiridza kusatenda kwavo: "Kurumbidzwa ndekwenyu (Allah), aya ndivo manyepo makuru…" - Chiratidzo chikuru kuvateveri veboka re Ahlus Sunnah, nechidziviso chinovarambidza kuti vazive nezve Ahlul Bayt (mhuri yaMuporofita), nekutevera kwavo Aishah, akaviga baba vake pamwe naUmar muimba yaMuporofita nechisimba, kunyepa pamwe nekupamba. Al-Maazandraaniy akataura maererano nenhaurwa iyi achiti: "Mutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari nemhuri yake) vainge vakaroora …" akataura kuti: zvichirevakuti akaroora Aishah na Hafsah asi vakazviita izvi nehunyengeri vakavi- giridza kusatenda kwavo kwaari (rugare ngaruve kwaari nemhuri yake. (Sharhu Usulul Kaafi Lil Maazandraaniy 10/106). Ndinopedzisa nezvandakanzwa uye kuona kubva kune murume aiva mu Shia, Rafidhwa, weku Egypt, akapedza zvidzidzo zvake pa Univesiti ye Azhar uyo anosheedzwa kunzi (Hassan Shahaanah) pazvidzidzo zvake kunze kwenyika ye Egypt apo ainyomba mai vevatendi Aishah (Allah ngava- fadzwe naye) – uye akatuka vose vakamurwadzisa nekumun- yomba – aya ndiwo mashoko ake : Ndakati: mushure mekuratidza kutenda kweboka rema Shia Imaamiyah Al-Ithna A'shariyyah Ar-Rawaafidh, vanova vari ma Shia veku Iran neHizbullah neIraq muna vanamai vevatendi Aisha na Hafsah (Allah ngavafadzwe navo), hazvikwanisike kune munhu ane pfungwa zvichisanganisira avo vane chitendero kuti vataure nezvekuva pedyo neavo vanotenda kuti Aishah na Hafsah (Allah ngavafadzwe navo) vakange vasiri vatendi, uye kuti ndivo vakauraya Mutumwa waAllah, vakapa uchapupu wenhema, uye vakange vachisora Mutumwa waAllah. - MuRafidhwi uyu akabvunzwa nezve dambudziko chairo revatendi veboka re Ahlus Sunnah rekuziva chokwadi chizere sekutaura kwakaita murume uyu? Akapindura achiti: - Akataura achipindura mubvunzo wekuti: Sei Aishah akapuwa zita rekunzi Humayra? Akapindura achiti: Humayra zvinoreva kadhongi kadiki. Uye (Hassan Shahaanah) akataura kuti: Allah ngavakutuke iwe Aishah, Allah ngavakutuke iwe Aishah, Allah ngavakutuke iwe zvichienderana nekufema kuzvisikwa. - Fara hako mwanasikana wembwa – Abu Bakr naUmar vakaradzikwa muimba yaMuporofita, Hassan Ibn Zahra achidzingwa. - Tarisa chipfundo chawakagadzira Iwe mwanasikana wembwa. - Tarisa chipfundo chawakagadzira Iwe wakatukwa. - Chii ichocho mwanasikana wembwa, mwanasikana wembwa, ndakaverenga pfungwa dzevanhu, ndichiziva kuti vanhu ivavo vane pfungwa dza Aisha dzakapusa. 1 - Ndinovimba kune vanoda kuona izvozvo pachavo vavhure Internet pa site inonzi: (Sardab) ne (Faisal Nour). - Aishah ndiye akarambidza kuti mutumbi wa Imaam Hussein unovigwavo padyo nasekuru vake, uye akabayazve mutumbi wa Imaam Hussein nemiseve, akataura kuti: mumba mangu hamupindwe newandakavenga. (ALLAH NGAVAFADZWE NAVO) KUTENDA KWEMA SHIA MUNANAMAI VEVATENDI NEZVE KUTENDA KWEMA SHIA ) )

Upload: others

Post on 18-Jan-2021

1 views

Category:

Documents


0 download

TRANSCRIPT

Page 1: KUTENDA KWEMA SHIA MUNANAMAI VEVATENDI...KUTENDA KWEMA SHIA MUNA AMAI VEVA-TENDI AISHAH NA HAFSAH (ALLAH NGAVAFADZWE NAVO) Muzita raAllah, rugare nerunyararo ngazvive kuna Mutumwa

AAHHLLAANN :: wwwwww..aahhllaann--ggrroouupp..ccoommwwwwww..ffaacceebbooookk..ccoomm//AAhhllaann..EExxpplloorree

Chechisere: Kutaura zviri pachena kwakaitwa nemudzidzi kubva kuvadzidzi vakuru vechi Shia kuti vanamai vevatendi Aishah na Hafsah vakange vari vanyengeri vaivigiridza kusatenda kwavo:

"Kurumbidzwa ndekwenyu (Allah), aya ndivo manyepo makuru…"

- Chiratidzo chikuru kuvateveri veboka re Ahlus Sunnah, nechidziviso chinovarambidza kuti vazive nezve Ahlul Bayt (mhuri yaMuporofita), nekutevera kwavo Aishah, akaviga baba vake pamwe naUmar muimba yaMuporofita nechisimba, kunyepa pamwe nekupamba.

Al-Maazandraaniy akataura maererano nenhaurwa iyi achiti: "Mutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari nemhuri yake) vainge vakaroora …" akataura kuti: zvichirevakuti akaroora Aishah na Hafsah asi vakazviita izvi nehunyengeri vakavi-giridza kusatenda kwavo kwaari (rugare ngaruve kwaari nemhuri yake. (Sharhu Usulul Kaafi Lil Maazandraaniy 10/106).

Ndinopedzisa nezvandakanzwa uye kuona kubva kune murume aiva mu Shia, Rafidhwa, weku Egypt, akapedza zvidzidzo zvake pa Univesiti ye Azhar uyo anosheedzwa kunzi (Hassan Shahaanah) pazvidzidzo zvake kunze kwenyika ye Egypt apo ainyomba mai vevatendi Aishah (Allah ngava-fadzwe naye) – uye akatuka vose vakamurwadzisa nekumun-yomba – aya ndiwo mashoko ake :

Ndakati: mushure mekuratidza kutenda kweboka rema Shia Imaamiyah Al-Ithna A'shariyyah Ar-Rawaafidh, vanova vari ma Shia veku Iran neHizbullah neIraq muna vanamai vevatendi Aisha na Hafsah (Allah ngavafadzwe navo), hazvikwanisike kune munhu

ane pfungwa zvichisanganisira avo vane chitendero kuti vataure nezvekuva pedyo neavo vanotenda kuti Aishah na Hafsah (Allah ngavafadzwe navo) vakange vasiri vatendi, uye kuti ndivo vakauraya Mutumwa waAllah, vakapa uchapupu wenhema, uye vakange vachisora Mutumwa waAllah.

- MuRafidhwi uyu akabvunzwa nezve dambudziko chairo revatendi veboka re Ahlus Sunnah rekuziva chokwadi chizere sekutaura kwakaita murume uyu? Akapindura achiti:

- Akataura achipindura mubvunzo wekuti: Sei Aishah akapuwa zita rekunzi Humayra? Akapindura achiti: Humayra zvinoreva kadhongi kadiki.

Uye (Hassan Shahaanah) akataura kuti: Allah ngavakutuke iwe Aishah, Allah ngavakutuke iwe Aishah, Allah ngavakutuke iwe zvichienderana nekufema kuzvisikwa.- Fara hako mwanasikana wembwa – Abu Bakr naUmar vakaradzikwa muimba yaMuporofita, Hassan Ibn Zahra achidzingwa.

- Tarisa chipfundo chawakagadzira Iwe mwanasikana wembwa.- Tarisa chipfundo chawakagadzira Iwe wakatukwa.- Chii ichocho mwanasikana wembwa, mwanasikana wembwa, ndakaverenga pfungwa dzevanhu, ndichiziva kuti vanhu ivavo vane pfungwa dza Aisha dzakapusa.

1 - Ndinovimba kune vanoda kuona izvozvo pachavo vavhure Internet pa site inonzi: (Sardab) ne (Faisal Nour).

- Aishah ndiye akarambidza kuti mutumbi wa Imaam Hussein unovigwavo padyo nasekuru vake, uye akabayazve mutumbi wa Imaam Hussein nemiseve, akataura kuti: mumba mangu hamupindwe newandakavenga.

(ALLAH NGAVAFADZWE NAVO)

KUTENDA KWEMA SHIAMUNANAMAI VEVATENDI

NEZVE KUTENDAKWEMA SHIA

))

Page 2: KUTENDA KWEMA SHIA MUNANAMAI VEVATENDI...KUTENDA KWEMA SHIA MUNA AMAI VEVA-TENDI AISHAH NA HAFSAH (ALLAH NGAVAFADZWE NAVO) Muzita raAllah, rugare nerunyararo ngazvive kuna Mutumwa

KUTENDA KWEMA SHIA MUNA AMAI VEVA-TENDI

AISHAH NA HAFSAH (ALLAH NGAVAFADZWE NAVO)

Muzita raAllah, rugare nerunyararo ngazvive kuna Mutumwa waAllah. MaMuslim vazhinji vanofunga kuti hapana musiyano uripo pakutenda pakati pema Sunni nema Shia vachiedza kuvapedyo navo panguva yokuti mhandu dzechitendero cheIslam dzirikuhwandira maMuslim kumativi ose zvavo. Zvakare vanofunga kuti pakati pema Shia pane vanotenda mune zvinopesana nechitendero cheIslam, nevamwe vavo vari pakati nepakati, ndeavo veboka rema Shia rinozivikanwa kunzi "Imaamiyah, Ithna Ashariyah, Ar-rafidwah" uye kuti ndeavo vatinofanira kuva pedyo navo, ndivo vakaumba nyika inonzi: Iran, asi pachokwadi ndivo varikurwisa mamuslim eboka revateveri vedzidziso dzaMutumwa vanozikanwa kunzi: Ahlu Sunnah wal Jama.

Munyengetero wezvimidhori zviviri zvema Quraishi uyo wakaitwa nemutungamiri weboka rema Shia mukuru, uye mukuru wechimurenga chavo (Al-Khumeini), apo anotuka mumunyengetero wake vanamai vevatendi Aishah naHafsah (Allah ngavafadzwe navo) uye vakatuka vose vakavafarira:

2- Salim akataura kuti: "ndakanzwa Ali (A.S) achitaura kuti: ndakarairwa na Mutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari) musi waakafa apo ndakaita kuti atsamire pachipfuva changu, musoro wake wakange uri panzeve dzangu, vakadzi vaviri vakange vakateya nzeve dzavo kuti vateerere mashoko, Mutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari) akataura kuti: Veduwe-e Allah vharai kunzwa kwavo …" (Salim Ibn Qays peji 359, zvakanyorwa kumucheto webhuku zvichireva: Aishah na Hafsah).

Abu Abdullah (A.S) akataura kuti: Aishah na Hafsah kutukwa ndekwavo nevana baba vavo, Veduwe-e Tenzi wangu, kusvikira rinhi ava vachidya nyama yevatsvene, kusvika rinhi muchivanonoka kubva kumurango wenyu wakaomarara, nesimba renyu? (Vaviri ava) vaurayi vaMutumwa waAllah nemuchetura …" (Hayatul Qulub lil-Majlisiy 2/700, bhuku idzva, Tehran).

- Muhammad Ibnu Muslim akataura achiti: "Ndakanzwa Abu Ja'far (A.S) achitaura panguva yokuti Hassan Ibnu Ali (A.S) akange achitandadza, akati kuna Hussein, Iwe munin'ina wangu ndichakuraira mazano, machengetedze, kana ndichinge ndafa ozondigadzira zvakanaka oenda neni kuna Mutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari nemhuri yake) kuti ndigotaura naye chirangano, ozondiendesa kuna amai vangu Fatimah (A.S) ozodzoka neni ozondiviga pamakuva e Baqii oziva kuti ndicharwadziswa na Al-Humeira'.

- Hannan Ibn Sudair akataura kuti: "Sadaqah Ibnu Muslim akabvunza Abu Abdullah (A.S) – Ini ndakange ndiinaye – achiti: "ndiani angaite chapupu kuti Fatimah haagare nhaka pahupfumi hwababa vake?" Akapindura achiti: "vakapa uchapupu ndi Aishah na Hafsah nemumwe murume wechi Arabhu ainzi: Awsu Ibnul Hadathaan weku bani Nathar, vakapa uchapupu hwavo kuna Abu Bakr vachiti Mutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari nemhuri yake) akataura kuti: "Handigarwe nhaka", vakarambidza Fatimah (A.S) nhaka yake kubva kuna baba vake (rugare ngaruve kwaari nemhuri yake) …" (Qurubul Isnaad Lil Humayriy Al-Qummiy – 300 A.H. – peji 99 rakatsikiswa nekuongororwa ne: Muasasah A'lul Bayt Li Ihyai Turaathi).

Mune imwe nhaurwa Ali Ibnu Abu Taalib akataura kwavari achiti: "hapana mumwechete kubva kuvadzidzi vaMutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari nemhuri yake) maMuhajireen nema Ansaar akapa uchapupu pane izvozvo kunze kwenyu nemu Arabhu mumwechete, Ndinopika naMwari hapana kusagutsikana pandiri kuti akanyepera Mutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari nemhuri yake) nemiwo mukamun-yepera pamwechete naye …" (bhuku ra Salim Ibnu Qays peji 242).

1 - Al-Humeira: Rimwe zita raamai vevatendi Aishah (Allah ngavafadzwe naye).

1- Zvakanyorwa kumucheto webhuku ra Salim Ibnu Qays peji 154: Aishah na Hafsah vakange vari maziso avana baba vavo muimba ya Mutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari) munyaya dzose

- Ali Ibnu Abu Taalib akataura kuti: "Iwe Aishah nezuro waiku-rudzira kuurayiwa kwa Uthman, waitaura uchiti: iyi inguwo ya Mutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari nemhuri yake) haina kuchinja, Uthman akachinjinura gwara raMutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari nemhuri yake), nhasi uno wave kutaura zvimwe …" (Al-Iythwah lil-Fadhli Ibnu Shadhaan Al-Azdiy peji 79 – akafa gore ra 260 A.H. – rakaongororwa na: Jalaaludin Al-Husseiniy Al-Ar'mawiy Al-Muhaddith).

Nokudaro kuti pakwanise kuva nemutongo chaiwo nezveboka iri tinofanira kuziva kutenda kwavo kubva mumabhuku avo mavanotora dzidziso dzechitendero chavo, kwete kubva mune zvinongotaurwa nezvavo.

Tichataura muzvinyorwa zvino kutenda kwema Shia munana-mai vevatendi Aishah na Hafsah vakadzi vaviri vaMuporofita (rugare ngaruve kwaari), Allah vakadzikisa ndima dzemu-Korani dzekuvachenura dzichaverengwa kusvika musi wekutongwa, uye kwakanyorwa nhaurwa dzakawanda kubva kuna Muporofita (rugare ngaruve kwaari) nezve kureme-kedzeka kwavo. Asi veboka rema Shia vanotenda kuti vakabuda muchitendero, uye kuti vaviri ava vakaedza kuuraya Mutumwa waAllah nemuchetura nezvimwewo zvakashata zvakawanda, tichazvitaura mundima dzirikute-vera:Chekutanga: Kutenda kwema Shia, kuti vanamai vevatendi Aishah naHafsah (Allah ngavafadzwe navo) vakasiya chiten-dero, uye vanoverengerwa zvakare muboka reavo vanonzi vakasiya chitendero mushure mekufa kwaMutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari) zvichienderana nekutenda kwavo kwemanyepo, humboo waizvozvo ndiwo urikutevera:

"Veduwe-e Allah, kutukwa ndekwezvidhori zviviri zvema Quraishi, nema Jibtu acho (zita rezvidhori zvainamatwa), nema dhimoni acho, nevanyepi vacho, nevanasikana vavo vaviri …" ( Mansour Hussein / Tuhfatul Awaam Maqbool, peji: 423 – 424).Chechitatu: Kutenda kwavo kuti avo vakauraya Mutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari) nemuchetura ndivanamai vevatendi Aishah na Hafsah (Allah ngavadzwe navo) vachiedza kuchenura maJudha:

Chechina: Kutenda kwema Shia kuti vanamai vevatendi Aishah na Hafsah vakange vari maziso avana baba vavo muimba yaMutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari) uye vakange vari vasori:

Chechishanu: Kutenda kwema Shia kuti amai vevatendi Aishah vaikurudzira kuurayiwa kwa Khalifah Uthman Ibnu A'faan (Allah ngavafadzwe naye):

Chechipiri: Kutuka kwema Shia vanamai vevatendi Aishah na Hafsah (Allah ngavafadzwe navo):

Chechitanhatu: Kutenda kwema Shia kuti amai vevatendi Aishah akange ari mhandu yaAllah, naMutumwa wake nemhuri yaMutumwa waAllah (rugare ngaruve kwaari):

Zvinozivikanwa nevanhu maererano nezviito zvake uye kuvenga kwake Allah, neMutumwa wake (rugare ngaruve kwaari nemhuri yake) uye neruvengo rwake kwatiri vemhuri yake …" (Usulul Kaafi, Volume 1 – Chitsauko (Chiratidzo ne ndima ya Hussein Ibnu Ali).

Chechinomwe: Kutenda kwema Shia kuti vanamai vevatendi Aishah na Hafsah vakarambidza Fatimah (Allah ngavafadzwe naye) kuti agare nhaka pahupfumi waMutumwa waAllah nokuda kwehumboo hwekunyepa:

Abu Ja'far (A.S) akataura kuti: "Vanhu vose vakasiya chiten-dero mushure maMuporofita (rugare ngaruve kwaari) kunze kwevatatu, ndakati - – airehwa apa munyori wenhaurwai iyi – vatatu vacho ndevanaani? Akataura kuti: Miqdaad Ibnul Aswad, naAbu Dharri Al-Gaffariy, naSalmaan Al-Faarsiy" (Rijaalul Kushiy peji 6, Al-Kaafiy 8/245).